Habhu re MCMEP
Wikimidhiya Mabvazuva, Chamhembechemabvazuva eEzhiya uye Koparesheni ye Ruchisini rwe Pasifiki (MCMEP) ibatapamwe reruchisini runoumbwa ne madhidhizha & vaafiliyeti weWikimidhiya we Indonesha, Taiwani, Ostireriya, Koriya, Vuthayi, Firipina, Malayisha, Bhuruma, Nyuzilendi, Hon'u Kon'u, ne Vhiyetinamu. Humemba hwunosanganisa madhidhizha uye nharaunda dze Bhurunei, Kambodhiya, Chayina, Japani, Raosi, Makawo, Mongoriya, Papwa Nyughini, Sin'apowo, Timwa Lesi uye madhidhizha ezvitsuwa zve Pasifiki Mavuso eRufedhero rwe Mikoronesi, Fiji, Kiribhati, Zvitsuwa zve Marisholi, Nauru, Palau, Samoa, Zvitsuwa zva Soromoni, Tong'a, Tuvalu, uye Vhanuatu.
The ESEAP Hub is a platform to encourage communities in the region to share their experiences and ideas, and to find collaboration opportunities with other communities in the region. The Hub will also encourage communities to publish news and reports from their communities to this platform which will be integrated into periodic newsletters to help build mutual understanding. This portal will also serve as a gateway to better communicate with the international community.
Taudzano
Mibvunzo injee ne mharidzo zvose zvinogona kupostwa pa zanhi rehurukuro
The ESEAP Core Team organizes the General Meeting every second or third Saturday of the month. To get in touch with them, contact Exec8 or Gnangarra.
Kutaudzana ne Vaafiliyeti pachavo, ringai Mazanhi Mahuroro
Zviitiko
- Wikimania 2024 - ESEAP Meeting. Timing: 10 August 2024, 12:15pm UTC+2:00 / 6:15pm UTC+8:00 Zoom meeting link: https://wikimedia.zoom.us/j/89441203203
18 Gunyana 2024 updates: